Since I started using facebook i would see many posts anenge ane vanhu vanenge vachibvunza about chikapa and how to do it well. I hope the following info will be helpful to all those who didn’t go kuchinamwari or vasina zvavakaudzwa nana tete or gogo mukukura umu.
Chikapa ndingaiti its a technique inoitwa nemukadzi during bonde kuedza kufadza baba & zvakawanda zvinogona kuitwa asi ndichangoti de zvimwe zvacho- timboti wakarara negotsi,
wakavhura makumbo iyo nhengo yababa yakapinda dzora makumbo kudai womonera chiuno chababa apa makumbo ako ari nechemuzasi kwemagaro avo, ita seizvi, kana baba vakoira zviya, ita sekuti urikudzoserawo kukoira kuya uchiti vakakoira mberi, unokoirawo uchivadzosera back, ita izvi slowly becoz nhengo yababa haifanirwi kubuda, chiti irimo kudaro kana maneta nezvandataura izvi, chikoira slowly uchitenderedza chiuno iyo irimo apa maoko ako achipuruzira zasi kwemagaro ababa, iti ukambotenderedza side iri wochinja woita rimwe side and nekunakirwa kwenyu you can increase é pace,unoita seuri kugadzira letter O, chokwadi uchaona kuti baba havatauri havo asi kana vabatwa nehope uvatarise kumeso, uchaona kasmile kekuguta bonde.
Chinonzi CHIKAPA and how to do it well – Kugona kupaBaba Bonde! |
No comments:
Post a Comment